Drew the MC - Zvachose

Hmmmm yeah
Hmmmm yeah
Zvachose
Mudiwa wangu wezvamchose
Iva wangu wo zvachose
Ndiwe wangu toenda kwose
Toita zvose
Zvachose
Mudiwa wangu wezvamchose
Iva wangu wo zvachose
Ndiwe wangu toenda kwose
Toita zvose (Inzwa)
Zvachose
Mwanasika
Iwe wakavakwa
Mwari vakasika apa
Hapana wandichada
I be lying on my death bed chilling next to you chete
Ndiwe unodya pension
Gifting you with them bracelets
I’m feeling all of your essence
I’m feeding all of your cravings
You screaming not with detention
But screaming coz of exception
That old school love mafreezit nemaputi
I’m feeling it ende futi
I’ll jump in front of Freedom Train for your loving
Baby I’ll do anything for your loving
Hameno kuti ndoita sei for your loving
I know I’m not insane put no one above you
There’s no one above you
Zvachose
Mudiwa wangu wezvamchose
Iva wangu wo zvachose
Ndiwe wangu toenda kwose
Toita zvose
Zvachose
Mudiwa wangu wezvamchose
Iva wangu wo zvachose
Ndiwe wangu toenda kwose
Toita zvose
Usazondirwadza (Usazondirwadza)
Usazondikwadza (Usazondirwadza)
Kubva muhana (Usazondirwadza)
Zvachose
Zvachose
Usazondirwadza (Usazondirwadza)
Usazondikwadza (Usazondirwadza)
Kubva muhana (Usazondirwadza)
Zvachose
Zvachose huh

Written by:
Andrew Hlupo

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Drew the MC

View Profile