KSG Di Don - Handichadzoke (feat. Crystal Rich)

When mi link op Lyre
Issa fire ting i swear
Yeah yeah
Watch how Di Don do it
Taisimbotaura paphone till the next day
Kusvika mangwana makuseni
Nhasi ndikafona wondivhunza kuti ukudei
Pamwe I'm tripping
Zvimwe ndakugaira kugaira
Kana kuti iwewe wakunyanya kuzvigaira
Kana zvapera taura
Zvekubaiwa moyo ndatojaira
Coz hona shaa
Ndakatomboitwa zviriworse
Ndakatombodzorerwa reverse
Ndakatombochinjirwa address
Saka ukaona ndaenda ndaenda
Handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pisa zvako i don't care
Coz handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pese zvako i don't care
Maihwii
Maihwii
Aah haa
Maihwii
Maihwii
Aah haa
Ndakachema zvakwana
You used to be my mango
Vanhu vaitondipa sando
Ndanga ndatoita mad oh
Maihwii
Handichadzoka(Aah haa)
Handichadzoka(Aah haa)
Handichadzoka(Aah haa)
Handichadzoka(Aah)
Panguva yandaikuda iwewe
Waindikava sebhora sebhora
Amai ndakatenge ndavaudza
Iwewe uchava muroora
Wakandisiya pachena chena
Handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pisa zvako i don't care
Coz handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pese zvako i don't care
Taisimbotaura paphone till the next day
Kusvika mangwana makuseni
Nhasi ndikafona wondivhunza kuti unodei
Oohh
Inzwa ka wangu
Ndakatomboitwa zviriworse
Ndakatombodzorerwa reverse
Ndakatombochinjirwa address
Saka ukaona ndaenda ndaenda
Handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pisa zvako i don't care
Coz handichadzoke
Handichadzoke
Zvaunazvo zvangu zvese
Pese zvako i don't care
Handichadzoke
Handichadzoke
Love haidi yekunyengerera
Kuswera muchipusha
Muchisunda kunge bhara
Handichadzoke
Handichadzoke
Handichadzoke
Handichadzoke
Handichadzoke

Written by:
Shawn Konikere

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

KSG Di Don

View Profile
Love Dust EP Love Dust EP