KSG Di Don - Do Me Like That(DMLT)

Yaa yaa yaa
Yaa yaa
Yaa yaa
Ohhh
Yeah
Watch How Di Don Do it
Anoda kundisiya kumarinda uyu
Anoda ndigofa ndirimwana(ndichiri mudiki)
Paye ndaiona seachinja uyu(haiwaa)
Akatozovhura hombesa
Ngoma yakaramba kurira ichiti pangu
Akatozonopa mumwe(akatozonopa mumwe)
Moyo wandaitoti ndewangu
Akatozonopa mumwe
Ndinozviblamer dai ndisina kudeepisa
Dai asina kuzosvika pakundiitisa
Ndaiti mumwe wangu wandodisisisa
Vamwe vese mumoyo ndanga ndabvisa
Ooh ooh ooh
How could you do me like that?
Ooh ooh ooh
Kutora moyo wangu woukandira muVhat
Ohh ohh ohh
How could you do me like that?
Ohh ohh ohh(oh yeah)
Wakaita chiIlluminati(wakandiroya iwewe)
Kuvhurira DM satan obvaapindira muchat(uchientertainer munhu wese iwe)
Hona ndakugara ndakadhakwa
Kuti ndigokanganwa mamemories
Ezvataiita tichangotanga
Pataipanana mapromises
Ndichiti ndazowana mufaro
Aiwa uyu haangandidaro
Aiwa uyu haangandidaro
Ndakajudger book nemacover aro
Ipapo ndakaita mistake
Ooh ooh ooh(aiwa)
How could you do me like that?
Ooh ooh ooh
Kutora moyo wangu woukandira muVhat
Ohh ohh ohh
How could you do me like that?
Ohh ohh ohh(oh yeah)
Why wakandirwadzisa like that?
Ooh ooh ooh
Why kundirwadzisa like that?
Ooh ooh ooh
Yaaaaaaah

Written by:
Shawn Konikere

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

KSG Di Don

View Profile