Julian King & Tamy Moyo - Chiedza

Haaa iyere haa yere haa iyereee
Chi Chiedza
Chichi taurai naGogo
MaGreen ndokupai hobo
Mawaya ma50 kuNyangwe ma20 ma10 ndopawo vadoko
Nyangwe vakadzima Zesa
Ndiwe Chiedza
Vhenekera murima mwana usambotya
Love yauno genarator
Hausi moto wepepa
Chakuyimbira svika mambakwedza
Chi Chiedza
Haaa iyere haa iyere haa iyereee
Chi Chiedza
Haaa iyere haa yere haa iyereee
Chi Chiedza
Ndiwe Chiedza
Chi Chiedza
Oh babe
Chi chiedza
Iwo mwedzi watiri uno
Chakutengera mota
Wonditenda nemutupo
Ngara WaMambo Maphosa
Huya ndikupe rudo
Let me be your light
Ndikuvhenekere uwone
What I feel inside
When you say Chiedza changu
Feeling like the first time I met you
From Harare just to get to
Pakadzika dzika pemoyo wangu
I don't wanna ever ever leave you no I don't
Ndokuda wakadaro
Never leave Ima hold on
See the lanes we will follow
Kenduru
Chichi ndokuda neka tummy kako kwandiri iLove henduru
Bulb
Dakuona father nana mummy vako ndobva ndakupfekedza gown
Mwedzi
Sunday toenda ku church toimba Amen tichitenda Tenzi
Zuva
Ndokuigira maruva tovaka KuRuhwa ndokuvatisa pachipfuva
Nyangwe vakadzima Zesa
Ndiwe Chiedza
Vhenekera murima mwana usambotya
Love yauno genarator
Hausi moto wepepa
Chakuyimbira svika mambakwedza
Chi Chiedza
Haaa iyere haa yere haa iyereee
Chi Chiedza
Haaa iyere haa yere haa iyereee
Chi Chiedza
Nyangwe vakadzima Zesa
Ndiwe Chiedza
Vhenekera murima mwana usambotya
Love yauno genarator
Hausi moto wepepa
Chakuyimbira svika mambakwedza
Man once you see that girl
That brings you the light
In your darkness
Just be like
Ey go Chichi
Go go go Chichi
Go go go Chichi
Taurai naGogo
MaGreen ndokupai hobo
Mawaya ma50 kuNyangwe ma20 ma10 Ndopawo vadoko

Written by:
Julian Kanombirira, Thamsanqa Moyo

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Julian King & Tamy Moyo

View Profile