Diva Di Magaiver - Bhoo here Mafia Bho ????? (Gettoh voices riddim )

Wagwan, big up yo self
Kwa mucheke gettoh, ipisa
Tina,guga,wellaa

Bhoo here Mafia wo bho
Bhoo here Mafia wo bho
Bhoo here Mafia wo bho
Ndabatwa ndine mukadzi we munhu
So mi seh
Bhoo here Mafia wo bho
Bhoo here Mafia wo bho
Bhoo here Mafia wo bho
Ndabatwa ndichiba sipo

Bho here muma Street???
Kana kutoti umo umo muri lol ????
Vamwe vakuti bho
Vamwe vakuti noo
Zvese zviri bho vamwe varikutoti no
Zviya zviri no vakuto bho
But ndo vanhu futi vakuchinja flow
But Havana futi kana chipo
But vanodawo kushandisawo chido
Iwe ndosaka ndabvunza mukoma vangu
Kuti bho here Kuna simplex???
Bho here simplex ?????
Aka pindwa nema skoli
Ndobva amubaya neBanga
So mi seh

Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndine mukadzi we munhu
So mi seh
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndichiba sipo

Mafia rekundinya weed
Apa raka zara muma street
Bebi iro ndariti hesi
Rabva rango cheuka rikati nxuuu
Apa ini futi ndikufilawo bho
Bati ini zvangu zviri no
Pavaru kuti bho, ini ndiri kuti no
Saka ini andicha ziye iri bho
Iwe iwe ndabudawo ndakarovawo smart
Ndobva ume anditi bho
Ndichishika pa kona ume andibvunza
Zvikazi hanzi diva iri smart ka no
Nekuti iwe zvinhu zvacho futi zvakadhakwa

Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndine mukadzi we munhu
So mi seh
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndichiba sipo

Bho here muma Street???
Kana kutoti umo umo muri lol ????
Vamwe vakuti bho
Vamwe vakuti noo
Zvese zviri bho vamwe varikutoti no
Zviya zviri no vakuto bho
But ndo vanhu futi vakuchinja flow
But Havana futi kana chipo
But vanodawo kushandisawo chido
Iwe ndosaka ndabvunza mukoma vangu
Kuti bho here Kuna simplex???
Bho here simplex ?????
Aka pindwa nema skoli
Ndobva amubaya neBanga
So mi seh

Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndine mukadzi we munhu
So mi seh
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Bhoo here Mafia wo bho ???????
Ndabatwa ndichiba sipo

Written by:
Diva Magaiver

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Diva Di Magaiver

View Profile