Bishop Andile - Kufa Kupfuma (feat. Lavender Tigere)

Haiwa honde
Haiwa hondende
Haiwa honde
Haiwa hondende
Ndigare here
Pano
Kana ndiende ini
Kumusha
Kurarama ndi Jesu
Christo
Kufa kupfuma ka
Kufa kupfuma ka
Ndigare here
Pano
Kana ndiende ini
Kumusha
Kurarama ndi Jesu
Christo
Kufa kupfuma ka
Kufa kupfuma ka
Mukurarama umu ndine mukana
Wekuudza vanhu shoko raMwari
Mukurarama umu ndine mukana
Rekuratidza vanhu simba raMwari
Mukurarama umu inini ndine mukana
Wekuparidzira vanhu Nyasha dzaMwari
Mukurarama umu ho inini ndine mukana
Wekupa vanhu rudo rwaMwari
Ndigare here
Pano
Kana ndiende ini
Kumusha
Kurarama ndi Jesu
Christo
Kufa kupfuma ka
Kufa kupfuma ka
Ndigare here
Pano
Kana ndiende ini
Kumusha
Kurarama ndi Jesu
Christo
Kufa kupfuma ka
Kufa kupfuma ka
Ndikaenda
Ndinenge ndina Jesu
Mambo wezvose
Vanondida chose
Ndikaenda
Ndinenge ndina Jesu
Mambo wezvose
Vanondida chose
Ah!
Haiwa haiwa
Haiwa haiwa haiwa ah
Haiwa haiwa
Haiwa haiwa haiwa ah
Ndikaenda Ndinenge ndina Jesu
Pano
Mambo wezvose Vanondida chose
Kumusha
Ndikaenda Ndinenge ndina Jesu
Christo
Mambo wezvose Vanondida chose
Kufa kupfuma ka
Ndikaenda Ndinenge ndina Jesu
Pano
Mambo wezvose Vanondida chose
Kumusha
Ndikaenda Ndinenge ndina Jesu
Christo
Mambo wezvose Vanondida chose
Kufa kupfuma ka

Written by:
Godknows Gonzo, Richie Musambasi, Shayne Ncube

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Bishop Andile

View Profile