Nargamr5star - Kusina Ani

Baby idya mari
Dya mari
Dya mari baby dya mari
Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Baby idya mari
Dya mari
Dya mari baby dya mari
Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani

Hande kurizi-ii
Kungori ne noise yeshiri
Tiri vaviri
Nhasi ndombokupa nguva o iyi
Iyi enda unofara neni
Urikudeyi
Ndizevezere munzveve
Tinozodzoka mangwana
Hambayi totsvaga pekurara
Ndoda urare zvakanaka
Ndoda urare sechana
Chana

Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Baby idya mari
Dya mari
Dya mari baby dya mari
Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani

Mangwana
Undifungidze ndikupe card re bhanga
Ndoda utenge zvaunoda
Ndoda uzvishoperewo sen'anga
Wazozvionera
Kana ndinayo handakuomera
Semakoko
Usazondisiya wakafitira kana ndisisina
Ndamurombo
Ndakusarova chinenguwo
Ndisisina mari yenguwo
Usazondikanganuwewo
Usazoita hanganwa sedze gunguwo
Gungu

Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Baby idya mari
Dya mari
Dya mari baby dya mari
Chandoda kuona kumeso kwako smairi
Handei tinofara kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani
Kusina ani

Written by:
Tanaka Maisiri

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Nargamr5star

View Profile
Kusina Ani - Single Kusina Ani - Single