Nico C - Talitha Cumi

Aaah Shanti Jayden
Shumba
Shumba mwana wemuera mhofu

10 dzachaya takutsvaga pekurara
Iye ndopaakutsvaga pekugara.
Paarara ndo Paararara arikut aripakutsvaga
Aripa ku parapara
ANOFARA AKA awana amomu para para
Other wise zvri down se socks re Kara Kara
Akuda Kutombodyiswa Banana Joseph Garakara
Haisi Mharapatsetse ishiri irikuda kungo Mhara Mhara
Nyaya yacho inotosirisa
Kusasemeswa nemasiririaanoiswa
Haatombonzwe Gehena Paanenge achipiswa.
Mumoyo make Munenge muchit TESE TICHANOPISWA

Talitha Cumi
Mwana Simuka pawakarara
Talitha Cumi
Sha simuka pawakarara
Talitha Cumi
Chimbosimuka wakarara
Ukaramba wakarara ndrikuona uchiparara
Talitha Cumi
Chimbosimuka pawakarara
Talitha Cumi
Mwana Simuka pawakarara
Talitha Cumi
Chimbosimuka pawakarara
Ukaramba wakarara ndrikuona uchiparara

Shaa Your Body is a
Temple
Manje ukat nhasi mapinda Shumba
Mangwana Tembo
Mangwana mune ma Rappers vapfanha ve Nhetembo
Kuswera mangwana mune madhara akakura achiteerera Leonard Dembo

Kas Utori cause programmer hauvhunduke Python
Kana kut unoda Muchero nekut madiro ako aunoita Iphone
Uchikunyeperwa kut unodziya
Ungadziya Kudarika Nylon
Mira ndikurume nzeve kusvika yakura seya Marlon.
Nhasi Urikupiwa Polony
Mangwana unosara wava alone
Mwedzi inotevera Dumbu richange rakura kuita Ballon
Kana Kut ucharwara
Mapiritsi wakuda Gallon
Vezera rako varikutora ma degree
Iwewe kuno waita mbiri yema 90 degree
Wachinjaniswa ne boys rangu Glenview three
Wakutonzi Nyatsimba
Nekut Uri Mutota

Wakukwidza Vanhu ma Feelings Kunge Service station ye TOTAL

Aiwa Dzikama
Aiwa dzikama
Aiwa dzikama
Uuuuum
Aiwa dzikama
Aiwa dzikama
Aiwa dzikama
Uuuuuum
Yeh
Yeh
Let go

Talitha Cumi
Mwana Simuka pawakarara
Talitha Cumi
Chimbosimu kapawakarara
Talitha Cumi
Sha simuka wakarara
Ukaramba wakarara ndrikuona uchiparara
Talitha Cumi
Chimbosimuka pawakarara
Talitha Cumi
Mwana Simuka pawakarara
Talitha Cumi
Chimbosimuka pawakarara
Ukaramba wakarara ndrikuona uchiparara

Uuuum Talitha Cumi

Yah regai dzive shiri mazai haana muto
Hakuna Mvura ku Pluto
Angori ma herbs chete hakuna Pharmacy ku Goshto
One and

Written by:
Nico Chademana

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Nico C

View Profile