R2-AU - Dhomo (feat. Kris Bright)

I can't give you up
I can't give you up
I can't give you up
I can't give you up
I can't give you up
I can't give you up
I can't give you up
Mwana waamai unopisa
Kupengesa mwoyo wangu zvinotyisa
Heart Attack
Sezvo dzawira mutswanda
Wakadzika kubva kudenga
Let me be your shelter
Mwari andi blesser newe
Won't you spend this life with me
Kubva zuva rino kusvika muvhu
Iwe mwana weivhu
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
My Zimbo beauty
Ahhh
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Ndiwe wandituma nditange kuti dhomo dhomo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Ndiwe wandituma nditange kuti
Dhomo
Dhomo
Ahhh
Kudhomoka
Kudhomoka
Dhomo
Dhomo
Kudhomoka
Kutomokaa
So be my Beyonce I will be your Jay-Z
Senge musoro kutema I will be your pain eaze
You are different from ana Stacy
Iwe ndakatokupihwa natenzi
Ndotongoda umbogara neni
Umbogarawo neni
Usandisiya ndiri ndega wangu babe
Ndinotoda kuti timbodana tiri two
Ndinotoda kuti timbodana tiri two
Aiwa inhau dzerudo
Hapana kana zvimwe zviri mumoyo
Rega ndizvitaure ndizvo zviripo
Ndiwe wambondiita kuti ndimbofeeler bho so ah
Aiwa ndambopenga penga
Aiwa ndambomhanya mad
Wambondiita ndimbofeeler great
Musoro wangu wakutodawo mapills
Ahhh
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Ndiwe wandituma nditange kuti dhomo dhomo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Wandipengesa nerudo
Ndiwe wandituma nditange kuti
Dhomo
Dhomo
Ahhh
Kudhomoka
Kudhomoka
Dhomo
Dhomo
Kudhomoka
Kutomokaa
I can't give you up

Written by:
Kris Bright, Ringisai Mapondera

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

R2-AU

View Profile