Nico C - Life

Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Ndoinonzi Life

Dzimwe mbereko dzamunondi sunga dzino shinya
Zvimwe zvipfeko zvamunondipa zvino shinya
Dzimwe mvura dzamunondigeza dzinovava
Mukasandigeza ! Ndogona kutadza kurara
Mamwe mafuta amunindzora ano Pisa
Handirangarire mukaka Wandoyamwa
Chikafu chando ramwa
Pandodya Cerelac or Kudya Museyamwa
Zvandogona
Zvandotadza
Pandairuma nyatso ya amai Nematadza
Nepamwe pacho pandairidza MHERE
Chaicho chaicho chandaichema Andirangarire
Ringori demhe risina ndangariro
Dzimwe Nguva ndaingoseka Pamariro
Maisa svotwa paya pandaibukura
Ndowedzera kufara kuona imbwa ichiukura
Moita ndi feele warm pamaindi fukidza machira
Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Ndoinonzi Life
Zvandaona nyika Yakapidiguka
Vezera rangu vati pidigu Ne guka.
Ukavabvunza sei vachirova dombo hanzi na Jungle Locco vanoti Jesu idombo
Grown Up
Ndakutambura Kutenga 7 Up
Ndotomboisa ma settings e VPN kuti ndiwane data repa whatsapp
Ehe aripo ma Opportunity akazara mu community
Tinoparadzaniswa nevanhu vano preacher about Unity
Vasinga solve anything asi vachitaura zve sovereignty
Regai ndinyarare hangu Mungazondshaya
Handidi Kuti amai vasare vakabata Shaya

Zvinotisekesa
Nezvinhu zvinoti Fadza
Ndo same thing Zvrikunyanya kuti Kuvadza
HANZVADZI DZEDU DZIKATADZA KUZIVA MWARI
Atleast ndadziende kuchinamwari
Kutaura shuwa taneta ne divorce
At the same time marriage haipindwe ne force

Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Lalalalala
Ndoinonzi Life
Ku winyana kwe Ganda Kupindana Nguva...
Zvakawanda zvandaona Pasi pezuva
Ndaiswededzwa kure nevari kumakuva
Taishanda nesimba taisaswerera Zuva.
Tasvika apa nekuremekedza vakuru
Mkuru Mukuru
Garai muchiziva izvi vazukuru
Murume murume chero rimwe Risingagone kukomba churu
Mavanga haasi ekupembedza Hasvibatsire kunzi Bhuru

Muchida Kusvika Pano
Ndapota Modya zvine UTANO
Hapadi hondo i ndati zveuta Nooo
Mazano pamwe Mokurira mu Gungano
Tarisisa chauchadya chese pa UNGAno

Muviri wemukadzi uchaku yeveedza
Asi same time uchaku eredzaaa

Zvinodhaka zvamuno Pembeedza
Muchaona Gumisiro mukazvi Teveeedza

Written by:
Nico Chademana

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Nico C

View Profile