Tdkzw - Sununguka (feat. Dough Major)

Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Tamba waka sununguka
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Baby girl tamba waka sununguka
Baby girl tamba hako uri free
Drop it down to the floor you a freak
I mean I tried to ignore you but you on fleek
I mean you do them niggas cold but I'm on heat
And the way you just dancing is just impossible oouu
I mean one leg on your neck
Is that even possible oouu
You a problem and you not even solvable oouu
I'm so glad that you started cause you unstoppable oouu
Cute face got you looking so adorable oouu
You got me praying you be mine like I'm an oracle oouu
And everything that you want I guess I'll get it for you
And if your friend is in it I guess I get it for two
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Tamba waka sununguka
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Baby girl tamba waka sununguka
Tamba waka sununguka
Asingade osuduruka
Chururuka bhururuka
Ita se ucha mheduka
Ukusuka mhuka ukawana ruka tuka buka
Vanoda kukoka nyaya kunge kwen bhuka
Simudza gumbo aye
Vapera power
Ndatoenda bhawa ndina tdk
Unenge mwana aripa detention baby you don't play
So what you gotta say
Huya ndikupe bae
The way you grinding got me feeling like unoshanda muchigayo
Wapfugamisa tsaga cause you make the weak kneel kunge ndivana Chivhayo
Hona ma haters ayo
Baby you so hyped hona ndakuita mabayo
Ndakunzwa kuda kuda kuda ku
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguk
Tamba waka sununguka
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Baby girl tamba waka sununguka
Bhebhi its easy unovapedzera
Varikukuona kunge twitter varikukutevera
Ukavarova Simon says vanokutedzera
They want to lie on you varikuda kukunyepera
But inini zvangu ndinongo admire
Ukati you want to back it up handiti maya
Fire flames zvinhu zvacho zvichingo faya
Unenge manager cause ndiwe urikufaya
Bata pasi in ndobata musoro
Havatibate kani tiri kumu soro
Haudhakwise zvinhu Hausa doro
Haudhakwise zvinhu hausi
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Kune vanosunga zvinhu tino sunungura
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Tamba waka sununguka
Tsvarakadenga tamba waka sununguka
Baby girl tamba waka sununguka

Written by:
Darryl Kapepa, Tatenda Maguta

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Tdkzw

View Profile
Forever Forever