Tidech - Whiskey Pama Godo

Godobori pachi (hahaha)
Yeah, are you ready for this one? (Godo)
We ain't playing (we no longer playing, we got the game)
Two thousand and five (yeah) takambostana den isina window (fact)
Every night tichibhurwa ne mosquito (Granary Park)
Chaunondiudza chiiko? (nothing) paMfombi tichirova ntsarantsintso
Taba mango, tomhanyiswa nana Bingo (maihwi)
Grew up in the streets (yeah) tichitamba chigoza kana kodo (pada)
Vaskana ara uru kana nhodo (rure-rure)
Now i'm back in the streets (back) vanhu vese vave kungoti Godo
Hameno zvako kana ukaita godo (yeah)
Champaign we never sip it (no) now tongoitenga zvakadzora (cash)
Hatina bag but haungambondishora (no)
I'm spitting these lyrics (straight up) vasparkwa vanotenga Coca-Cola (yeah)
Uchida verse ndipe pen ndombhonyora (Godo)
Roman Rap Studios (Boy Tricky) ndokwacho ka kwandakakurira (yah)
Nyaya dzekugona idzi ndovakandifurira (facts)
Sando kuna Boy Tricky mberi uchabudira (Boy Tricky)
Ndiwe wakaita zita rangu rigopfumbira (yeah, listen)
Flexing on the 808 ma songs ndoisa pa internet (yeah)
Vese vachandiketa chete kuspitter handimboquita kwete (straight up)
Major akati "usaneta, zama zvinoita chete" (yeah)
Dhuga akanditipa lecture, hanzi "gara wavamedza" (Bradean)
I'm doing that, ndinoterera vakuru (yeah)
Pandichaita buck ndovasendera Mukuru (money)
Ndopedzera vamunoterera ndoremera mabhuru (straight up)
Vanomerera ndaswedera, dzoserera mhasuru, yeah (Godo)
Intelligence dzekujecha (wise)
Ndokutengesera huku zai risati ra hatcher (ma streets)
Ndongopendha-pendha ndobva ndati ka brand new
Vroom, vroom (skuuul) kakafa mberi ndezvenyu
Muma streets tiri ma hustler (yeah)
Uri wangu gap ndokupasira (straight up)
Kasira kuisa mari pakanaka, ngwarira (deals)
Daira uchimhanyira unogona kutangirwa (prrr prrr)
Kavira bhora mberi ndiyo yega staira (go, bhora)
Ziso kunge Fetty Wap (yeah), ngonjo take take wangu (Godo)
Get the guap, zvimwe zvacho maya hatiseki wangu
Chekutanga ziva poshto rako woita jacked up
Jack Daniels iri pama godo, uchisveta chamba
Financially tiri kutandabotso ukandivhara watotanga botso (This ain't no game nigga)
Watodya nyama ukananzva bhonzo, whether imbeva or wabata gonzo
(Days ain't the same nigga)
No retreat, no surrender (no)
I'm stuck to my agenda yeku defender my treasure (amen)
Hustling for more ndoita steady paku spender
Handisi wema memes handi strive neku trender (hahaha)
Ndoda mari inotenga, kuna Mwari ndotenda (amen)
Ma blessing pamhai, kunamai mosender (mhamha)
Momma vari pa grotto kundisuma kuna Yahweh (straight up)
Hanzi one day dai akazopisa muZimbabwe
Zvifyeh, awane chouviri araramise mhuri (deals)
Otenga mota nestand otomisa mudhuri (yeah)
Patience pays, and faith is virtue (straight up)
Mwari mondiblessa kunge munhu ati "hensu"
Bvisai zvimingam'pini zheti robvira se petrol (bvrrr)
Suit neka laptop (haaa) ndakora kunge lacto
Jeso, komborerai vabereki vangu (amen)
Ndovabvurira zondo ndiri paMereki hangu (gochi-gochi)
Wangu, zvangu ini musoro bhangu (hahaha)
Bvisai zvakasviba zviri mumusoro mangu (yeah)
Handizive zvandiri kunge Kast Simenya (straight up)
Mughetto ndongombeya, ndongofunga "do-be-nya"
Rest in peace Simba Chidewu (rest in peace) plus nevamwe hobho
It's your boy Tidech ndine whiskey pama godo
Yeah, we killing this shit bro (hahaha)
We got this, we got this thing bro (hahaha)

Written by:
Tinotenda Chidewu

Publisher:
Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics powered by Lyric Find

Tidech

View Profile
Whiskey Pama Godo - Single Whiskey Pama Godo - Single